Muvupenyu kana ukasaziva wokutevera ringagona kuva dambudziko guru kwazvo muvupenyu hwemumwe nemumwe wedu .Asi tikatevera Jesu tiinekutenda kwakakwana nyika tinoikunda nokuti unotenda bedzi kuti Jesu christu ndiye mwanakomana waMwari unesimba rokukunda nyika