Hapana chinhu chinofadza Mwari pane kuchengeta kutenda ? Saka kunyange tikasangana nemiyedzo yakakurasei kuchengeta kutenda kunoita kuti tione zvinorema sezvisingaremi