We are online | listen online to Cofai FM Radio Always live |Today's daily devotional is on the Topic Murombo munhu Proverbs 14:20-21
Kounomboziva here kuti pamazuva atiri kurarama mazuva ano murombo ndiye munhu anoonekwa semunhu asina maturo nokuti murombo unovengwa kunyange nevokwake; asi shamwari dzavapfumi izhinji nokuda kwokuti pano pasi pezuva vashoma vanoda kuvaka vushamwari nemurombo terera mharidzo yanhasi uitirwe zvakanaka
We are a podcast which is on iTunes,Google Podcast ,listen notes ,Radio Public , Anchor ,spreaker castboxfm Opera mini and Podcast app | we are live everywhere on internet |This is Cofai FM Radio which is routed in the City of Polokwane Limpopo Province South Africa| Thank you for listening to your favorite internet Radio station Cofai FM Radio Online.