Jesu pakapiwa kwatiri naMwari wakauya irinzira yokuti iwe neni tigoponeswa nenyasha dzake ropafadzwa neshoko raMwari muzuva ranhasi resunday kudai urikwauri ikoko nezita rajesu nguva dzako zhinji tinokukurudzira kuti utererere nhepfenyuro ye Cofai FM uko kwatinokupai shoko rinokutsiurai mukuita mabasa akaipa,nekubva muzvivi muchiuya kuna Jesu;uye nekukusimudzirai mumweya yenyu kuti muve nekutenda pazvinhu zvose nokuti ishe Jesu ndiye nzira yedu yekutiendesa kunaBaba Amen