Nzira inoshandiswa nowakaipa muvupenyu hwedu ndeyekuvharira vatendi vanhasi kuti vasave nokutenda kuna Jesu pazvinhu zvose ;unodaro nokuti ndozvanoziva kuti vakangotenda bedzi vanobva vaponeswa vakanopinda muvushe hwekudenga | terera mharidzo yanhasi uropafadzwe | Today's Message •Tenda kune akatumwa•
Mathew 18:1-5
For views and comments email us at apostlemiraclep@gmail.com | This is Cofai FM Radio Online an internet Radio station