Listen

Description

Listen Online for free | to Daily Devotional Broadcast | live on Cofai FM Radio Online | Your Home of Word that bring you hope and faith

•Today's Devotional• Vanotenda vachaona Mwari
Galatians 3:8

Norugwaro zvarwakaziva zviri mberi kuti Mwari ucharuramisa vahedeni nokutenda, rwakaparidza evhangeri kare kuna Abraham ruchiti mauri marudzi ose acharopafadzwa,kureva kuti hatina mawaniro amwe atingamboita maropafadzo ari muna Ishe Jesu christu kana tisina kutenda ;kwete kutenda kwega asi kutenda kuponesawo nevamwe vasingazive Mwari kuburikidza nokutenda kwedu sezvakaitwa naAbraham kana tikadaro tichava vana vokutenda uye marudzi ose achaponeswa nekuropafadzwa naMwari kuburikidza newe neni Amen | Today's message was brought to you by Cofai ministries Daily Devotional Broadcast | Thank you for tuning in may the Lord bless you