Muhupenyu tinofanira kuziva kuti zvinhu zvose zvinotanga nokutenda pasina kutenda hatigoni kuona dzikinuro ,terera mharidzo iyi yaparidzwa naApostle Miracle Prince ubve waropafadzwa Amen